Jump to content

User talk:M'cLee Chelaz

Page contents not supported in other languages.
From Wikipedia, the free encyclopedia

Muri Mwari (You're God) lyrics


Naaah naaah naaah ooh yeah Oooh oooh oooh Naaah naaah.... Yeah

Mwari, imi munogona zvose Mukada kuputsa, kana kuumba Ooh Mwari, imi munogona zvose Kungava kutora uye kupa Kunyangwe dziuye hondo zhinji Kwamuri ndiko kwandino tizira Pangava pahosha nedenda guru Murapi ndimi, Ishe ndotenda

Ooh, Mwari, imi munogona zvose Mukada kuputsa, uye kuumba Ooh Mwari, imi munogona zvose Kungava kutora, uye kupa Kunyangwe dziuye hondo zhinji Kwamuri ndiko, kwandino tarira Pangava pahosha nedenda guru Murapi ndimi, Ishe ndotenda

Ishe Muri-Mwari(muri Mwari) Nhasi namangwana(zuro nanhasi) Ooh ooh Muri-Mwari(muri Mwari) Zuro, nhasi, namangwana(namangwana) Ooh ooh Muri-Mwari (muri Mwari) Jeso Ishe(Ishe Jeso) Ooh ooh Muri-Mwari(muri Mwari) Tonamata(tonamata)

Mwari imi munogona zvose Mukada kuputsa, kana kuumba Ooh Mwari, imi munogona zvose Kungava kutora, uye kupa Kunyangwe dziuye hondo zhinji Kwamuri ndiko, kwandino tizira Pangava pahosha nedenda guru Murapi ndimi, Ishe ndotenda

Ooh Mwari, imi munogona zvose Mukada kuputsa, uye kuumba Ooh Mwari, imi munogona zvose Kungava kutora, uye kupa

Acknowledgement Productions Producer's crib, Projusa Watta, M'cLee Chelaz

Start a discussion with M'cLee Chelaz

Start a discussion